Mutori wenhau ane mukurumbira Cde Hopewell Chin’ono vanoti vanhu vanosarudza kusanyoresa kuvhota Mabharanzi. Cde Chin’ono vabwereketa mashoko aya padande-mutande. Verenga zvavanyora pazasi
Buju naShabba dzine magetsi muharare, uye muridzi wadzo munhu akanyoresa kuvhota, asi unowana munhu asina kana mwenje wekenduru asina kunyoreswa kuvhota!
Pepuka! Uribhambi kana wasarudza kusavhota, bharanzi chairo!
Iwe uchava nemamwe makore mashanu erima!