Shava Mhofu YeMukono – Museyamwa
Maita Shava MuseyamwaMaita Shava,Mhofu yomukono, ZiweweraHekani MutekedzaVakatekedzana paJangaVakapiwa vakadzi munyika yavaNjanjaHekani Mutekedza, vari VuHera MukondeZvaitwa Mhukahuru, vemiswe inochenga miviri Ziendanetyaka, mutunhu une magoVanovangira vashura vhu, kutsivira mutumbiChidavarume, vanovhimwa navanonyangaVasakamonera vakadzi dzenhemaVanomonera vakadzi dzamangondiVanochemera wavatangaVane misodzi inodonha pasiKuti yadonha yoda nhevedzo yeromunhu ropaTonotenda vari MatenhereVari pazvikomo zveMbwenyaMaita veTsambochena, Mhofu yomukonoMAITA VACHIHERA CHIEDZA Kuyambuka rwizi mvura yakwira makomoTotenda voMuchimbare, veGuruuswaVane nzangachena kunge […]
Continue Reading