Tine Simba Rekushandura Upenyu hwedu kubudikidza neKuvhota
Tese tikavhota gore rinouya, sarudzo dza2023 dzinogona kuunza shanduko munyika yedu. Tinofanira kubatanidza vagari vese muchirongwa cheshanduko uye kuvakurudzira kuvhota musarudzo dza2023. Tinoda 90% yevavhoti kana kudarika kuti tione kuti Advocate Nelson Chamisa, mutungamiri wedu, vakunda ndosaka tichida simba rose rekuunganidza vanhu muZimbabwe yose. Sarudzo dzapfuura, pakanga paine vashoma vavhoti. Izvi zvakakonzerwa nekuti vagari vemunyika […]
Continue Reading